| 1Chronicles (1/29) → |
| 1. | Adhamu, naSeti, naEnoshi; |
| 2. | naKenani, naMaharareri, naJaredhi; |
| 3. | naEnoki, naMetusera, naRameki; |
| 4. | naNoa, naShemi, naHamu, naJafeti. |
| 5. | Vanakomana vaJafeti: Gomeri, naMagogi, naMadhai, naJavhani, naTubhari, naMesheki, naTirasi. |
| 6. | Vanakomana vaGomeri: Ashikenazi, naDhifati, naTogarima. |
| 7. | Vanakomana vaJavhani: Erisha, naTarishishi, naKitimi, naRodhanimi. |
| 8. | Vanakomana vaHamu: Kushi, naMiziraimu, naPuti, naKenani. |
| 9. | Vanakomana vaKushi: Shebha, naHavhira, naSabata, naRaama, naSabhiteka. Vanakomana vaRaama: Shebha, naDhedhani. |
| 10. | Kushi akabereka Nimurodhi; iye akatanga kuva munhu ane simba panyika. |
| 11. | Mizirami akabereka Rudhimi, naAnamimi, naRehabhimi, naNafutuhimi, |
| 12. | naPatirusimi, naKasiruhimi (VaFirisitia vakabva kwaari), naKafitorimi. |
| 13. | Kenani akabereka Zidhoni mwana wake wedangwe, naHeti, |
| 14. | navaJebhusi, navaAmori, navaGirigashi; |
| 15. | navaHivhi, navaAriki, navaSini, |
| 16. | navaArivhadhi, navaZemari, navaHamati. |
| 17. | Vanakomana vaShemi: Erami, naAshuri, naAripakishadhi, naRudhi, naArami, naUzi, -naHuri, naGeteri, naMesheki. |
| 18. | Aripakishadhi akabereka Shera, Shera akabereka Ebheri. |
| 19. | Ebheri akaberekerwa vanakomana vaviri, zita romumwe raiva Peregi, nokuti pamazuva ake nyika yakakamurwa, zita romunun’una wake raiva Jokitani. |
| 20. | Jokitani akabereka Arimodhadhi, naSherefi, naHazarimavheti, naJera, |
| 21. | naHadhorami, naUzari, naDhikira, |
| 22. | naEbhari, naAbhimaeri, .naShebha, |
| 23. | naOfiri, naHavhira, naJobhabhu. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani. |
| 24. | Shemi, naAripakishadhi naShera, |
| 25. | naEbheri, naPeregi, naReu, |
| 26. | naSerugi, naNahori, naTera, |
| 27. | Abhuramu (ndiye Abhurahamu). |
| 28. | Vanakomana vaAbhurahamu: Isaka, nalshimaeri. |
| 29. | Ndiwo marudzi avo: Mwana wedangwe waIshimaeri, Neabhaioti, tevere Kedhari, naAbhidheeri, naMibhisami, |
| 30. | naMishima, naDhuma, naMasa; naHadhadhi, naTema, |
| 31. | naJeturi, naNafishi, naKedhema. Ndivo vanakomana vaIshimaeri. |
| 32. | Vanakomana vaKetura, murongo waAbhurahamu: Iye wakabereka Zimirani, naJokishani, naMedhani, naMidhiani, naIshibhaki, naShua. Vanakomana vaJokishani: Shebha, naDhedhani. |
| 33. | Vanakomana vaMidhiani: Efa, naEferi, naHanoki, naAbhidha, naEridha. Ava vose vaiva vanakomana vaKetura. |
| 34. | Abhurahamu akabereka Isaka. Vanakomana vaIsaka: Esau, naIsiraeri. |
| 35. | Vanakomana vaEsau: Erifazi, naReueri, naJeushi, naJarami, naKora. |
| 36. | Vanakomana vaErifazi: Temani, naOmari, naZefi, naGatami, naKenazi, naTimina, naAmareki. |
| 37. | Vanakomana vaReueri: Nahati, naZera, naShama, naMiza. |
| 38. | Vanakomana vaSheiri: Rotani, naShobhari, naZibheoni, naAna, naDhishani. |
| 39. | Vanakomana vaRotani: Hori, naHomami; Timina waiva hanzvadzi yaRotani. |
| 40. | Vanakomana vaShobhari: Ariani naManahati, naEbhari, naShefi naOnami. Vanakomana vaZibheoni: Aia naAna. |
| 41. | Vanakomana vaAna: Dishoni. Vanakomana vaDhishoni: Hamurani naEshibhani naItirani naKerani. |
| 42. | Vanakomana vaEzeri: Bhirihani naZaavani, naJaakani. Vanakomana vaDhishani: Uzi naArani. |
| 43. | Zvino ndiwo madzimambo akabata ushe panyika yaEdhomu, valsiraeri vachigere kuva namambo, Bhera mwanakomana waBheori; zita reguta rake raiva Dhinihabha. |
| 44. | Bhera akafa, Jobhabhu mwanakomana waZera weBhozira akamutevera paushe. |
| 45. | Jobhabhu akafa, Hushani wenyika yavaTemani akamutevera paushe. |
| 46. | Hushani akafa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, wakadeya kuuraya Midhiani pamunda waMoabhi, akamutevera paushe; zita reguta rake raiva Avhiti |
| 47. | Hadhadhi akafa, Samira weMasireka akamutevera paushe. |
| 48. | Shamira akafa, Shauri weRehobhoti paRwizi akamutevera paushe. |
| 49. | Shauri akafa, Bhaarihanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paushe. |
| 50. | Bhaarihanani akafa, Hadhadhi akamutevera paushe; zita reguta rake raiva Pai; uye zita romukadzi wake raiva Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMezahabhi. |
| 51. | Hadhadhi akafa. Madzishe eEdhomu ndiwo: Ishe Timina, nashe Aria, nashe Jeteti, |
| 52. | nashe Ohoribhama, nashe Era, nashe Pinoni, |
| 53. | nashe Kenazi, nashe Temani, nashe Mibhazari, |
| 54. | nashe Magidhieri, nashe Irami. Ndiwo madzishe aEdhomu. |
| 1Chronicles (1/29) → |